KwaunobvaDuramazwiDdzadza

Zvinoreva

Dzadza chibage chinyoro chisati chanyanya kukora.

Muchina yeruzivo.

1

Dzadza chibage chinyoro chisati chanyanya kukora.

Vana vachine mazino matete pamwe nechembere ndivo vadyi vemadzadza.

Dzadza chibage chinyoro chisati chanyanya kukora.

2

Muchina yeruzivo.

Dzadza chibage chinyoro chisati chanyanya kukora.

Vana vachine mazino matete pamwe nechembere ndivo vadyi vemadzadza.

Chidhudhu chingwa chinogadzirwa nechibage chinyoro chemadzadza chakakuyiwa ndokuvhaidzwa chiri mumashizha echibage chinyoro.

Zvakafanana

jandu · hwai

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzadzama

Kana chinhu chichidzadzama chinenge chine makomba-makomba.

Verenga

Swipe for the next word