Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu ati dzaa nenyaya anenge airondedzera kubva payakatangira kusvika payakapera, pasina chaasiirira.
Kuti dzaa kufamba panzvimbo ine materu uchibva kwakakwirira uchienda kwakadzikira.

Kuti dzaa nebasa kurishanda pasina kana kumbomira.

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzadza
Dzadza chibage chinyoro chisati chanyanya kukora.
VerengaSwipe for the next word