KwaunobvaDuramazwiDdyweetywee

Duramazwi · zita

dyweetywee

Zvinoreva

Dyweetywee ruzha rwunoitwa neshiri dzakawanda.

1

Dyweetywee ruzha rwunoitwa neshiri dzakawanda.

Dyweetywee kuchemedzana kunoita vanhu vakawanda panguva imwe chete.

2

Dyweetywee kuchemedzana kunoita vanhu vakawanda panguva imwe chete.

Manesi akanonoka kudzoka kubva kutii, vakawana vana vanga vauva nemadzimai avo kusikero rangova dyweetywee.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dywi

Kuti dywi kuchema kunoita nguruve kana yavhundutswa kana kukuvadzwa.

Verenga

Swipe for the next word