KwaunobvaDuramazwiDdyunga

Duramazwi

dyunga

-baya

Zvinoreva

Kudyunga kubaya uchishandisa chinhu chakaita sechipokisi, chitanda kana zvimwewo zvichipinda muganda.

1

Kudyunga kubaya uchishandisa chinhu chakaita sechipokisi, chitanda kana zvimwewo zvichipinda muganda.

Ndururani yokudyunga umwe muziso yakapu-wa chirango chakaoma zvikuru.

Chibayo kurwadziwa nemuviri uchiita seune chinhu chinokudyunga mumbabvu.

2

Kana munhu akudyunga nemunwe anenge ataura newe achikubaya-baya kana kuti achikukododzvora.

Zvakafanana

-baya

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word