Duramazwi
tunga
-hedha-fengefa
Duramazwi
Kubaya nechinopinza.
Kubaya nechinopinza.
Munhenzva muti unobuda mukaka, une mashizha anoitwa muriwo, anotunga gore negore.
Kana mombe yagabura chimwe chinhu inenge yachitunga nenyanga zvine simba.
Ichi chana choutunga chinenge chakaita segonye, chinogara mumvura.
Kana n'ombe ikakutunga inenge yakubaya nenyanga dzayo.
Kana muti uchitunga unenge wava kubuda miromo namashizha matsva.
-hedha · -fengefa
Duramazwi
01 / 03tungamidza
Kutungamidza kuisa chimwe chinhu pamberi, iwe
VerengaSwipe for the next word