KwaunobvaDuramazwiTtunduru

Duramazwi

tunduru

Zvinoreva

Kuti tunduru kugara panzvimbo pakakwirira kwazvo.

Izwi rinoreva kureba.

1

Urovha neurombe zvandigara matunduru vakomana.

Urwu rudzi rwemuti unogara wakasvibira, une minzwa uye unobereka muchero unodyiwa unonzi matunduru.

2

Tunduma.

3

Izwi rinoreva kureba.

Kuti tunduru kugara panzvimbo pakakwirira kwazvo.

Urwu rudzi rwemuti unogara wakasvibira, une minzwa uye unobereka muchero unodyiwa unonzi matunduru.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tunduruka

Kutunduruka kuzvimba kana kukukumuka kwepenenge pakuvara.

Verenga

Swipe for the next word