Duramazwi
Zvinoreva
Kutungamidza kuisa chimwe chinhu pamberi, iwe
1
Kutungamidza kuisa chimwe chinhu pamberi, iwe
Firosofi yechivanhu inonyanya kutungamidza pamberi ukama nokugarisana zvakanaka.
Kana munhu achifamba akasadaguka, anenge akatungamidza chifuva kana dumbu mberi.
Kana munhu akanzi anotungamidza mari pazvinhu zvaanoita anenge achiishandisa kuwana mikana yezvaanoda.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tungamira
lead
VerengaSwipe for the next word