Duramazwi
tungamira
lead
Duramazwi
lead
uri mumashure. Mumasango anorura shumba hazviiti kuti munhu atungamidze vana mberi iye achitevera shure.
Kuenda pamberi pevamwe. 1 Kana uchitungamira unenge uchifamba uri mberi kwavamwe vose.
uri mumashure. Mumasango anorura shumba hazviiti kuti munhu atungamidze vana mberi iye achitevera shure.
Vamhofu Havana kudaira vakangotungamira voenda kwaiva namaimhofu.
Gogoe Mhofu vakatoita sevainetseka kuvhura door iye kwave kumhanya otovhura ndokubva atungamira kupinda muspair.
Hunhu hunoburitswa pamaitiro avanhu vachitamba, uye kutaura nevakatungamira mberi vari nyikadzimu.
Kana munhu akanzi anotungamidza mari pazvinhu zvaanoita anenge achiishandisa kuwana mikana yezvaanoda.
Kuenda pamberi pevamwe. 1 Kana uchitungamira unenge uchifamba uri mberi kwavamwe vose.
Vamhofu Havana kudaira vakangotungamira voenda kwaiva namaimhofu.
Gogoe Mhofu vakatoita sevainetseka kuvhura door iye kwave kumhanya otovhura ndokubva atungamira kupinda muspair.
Sachigaro akanaka anotungamira achitevedza bumbiro remutemo.
Kutungamira kufana kuenda vamwe vachizosara vachitevera.
Kana uchitungamira unenge uri iwe mukuru wemusha kana wesangano.
Kana munhu achinzi atungamira anenge afa.
-tungamirira · -enda · -pfuura · -shayika
Duramazwi
01 / 03tungamirira
guide
VerengaSwipe for the next word