Duramazwi · chiito
rota
dream
Duramazwi · chiito
dream
Kurota kupfuta zvishoma kunoita moto wanga uchimbobvira, uchinge woda kuzodzima.
Kana munhu achirota anenge achiita nekuona zvakasiyana asi iye akakotsira.
Kuona zvinhu mupfungwa munhu akarara.

Akafunga kuti zvimwe maziso ake ari kumunyengedza achifunga kuti zvimwe ari kurota.
Ndakavata kudaro ndakabva ndatanga kurota mumba mangu mandaive ndakavata muchipinda vanhu.
Ndakavata kudaro ndakabva ndatanga kurota Lennon achipinda mumba.

Kana munhu achinzi arota anenge afa.
Kuona zvinhu mupfungwa munhu akarara.
Akafunga kuti zvimwe maziso ake ari kumunyengedza achifunga kuti zvimwe ari kurota.
Ndakavata kudaro ndakabva ndatanga kurota mumba mangu mandaive ndakavata muchipinda vanhu.
Ndakavata kudaro ndakabva ndatanga kurota Lennon achipinda mumba.
-mhova · -mhoka · -nhoka
Duramazwi
01 / 03rotari
lottery
VerengaSwipe for the next word