KwaunobvaDuramazwiFfungaira

Duramazwi

fungaira

Zvinoreva

Kubuda kweutsi kumberi.

1

Kubuda kweutsi kumberi.

Hari kana yavira inopfungaira.

Kana chinhu chichipfungaira chinenge chichiburitsa utsi.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funganya

Kufunganya kunyanya kubatikana nezvinenge zviri mundangariro dzako zvichikushungurudza.

Verenga

Swipe for the next word