KwaunobvaDuramazwiFfungaidza

Duramazwi

fungaidza

Zvinoreva

Kukonzera kuti utsi huwande munzvimbo.

1

Kukonzera kuti utsi huwande munzvimbo.

Kana zvadai tingasunganidza mapango, topfungaidza chiutsi.

Kupfungaidza utsi kuhuparadzira kubva panzvimbo pahuri kupwititika.

Kupfungaidza kutora mushonga, kwava kuisa mugwati nokuisa mazimbe, iri nzira yokudzinga mamhepo pamba kana pamunhu.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fungaira

Kubuda kweutsi kumberi.

Verenga

Swipe for the next word