Duramazwi
Zvinoreva
Kufunganya kunyanya kubatikana nezvinenge zviri mundangariro dzako zvichikushungurudza.
1

Aive ararisa semunhu aive azononoka kubatwa nehope achifunganya.
Kufunganya kunokonzera kuti munhu ashaye rugare paupenyu.
Kufunganya kunyanya kubatikana nezvinenge zviri mundangariro dzako zvichikushungurudza.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fungata
Kufungata kubata munhu kana chimwe chinhu wakachikomberedza nemaoko ako.
VerengaSwipe for the next word