Duramazwi · zita
fungidziro
conjecture · daydream · fantasy · illusion · preconceived · presumption · probability · prognosis · speculation · suspicion · assumption · assumptions · imagination · projection
Duramazwi · zita
conjecture · daydream · fantasy · illusion · preconceived · presumption · probability · prognosis · speculation · suspicion · assumption · assumptions · imagination · projection
Fungidziro kuyeuka zvinhu nechekure asi usina kwadi nazvo.
Fungidziro kuyeuka zvinhu nechekure asi usina kwadi nazvo.
Rangarira kuti inogona kuva nyaya yakaitika, fungidziro yako iwe, tsananguro yamaitirwo kana maitiro echinhu.
Kana munhu akachinduka anenge angotanga kuita zvinhu zvehasha pasina fungidziro.
Masanga kuerekana waona munhu kana chinhu chawanga usina fungidziro yekuti uchaona.
Fungidziro ndezvaunoona sokuti zvingangoitika kwauri kana kune mumwe munhu panguva inotevera.
Duramazwi
01 / 03fungira
suspect
VerengaSwipe for the next word