KwaunobvaDuramazwiFfungira

Duramazwi

fungira

suspect

-fungidzira

Zvinoreva

Kuona senge pane chimwe chinhu chakaipa chaitwa kana chinoitwa.

1

Kuona senge pane chimwe chinhu chakaipa chaitwa kana chinoitwa.

Akatsvaga pose paaifungira kuti angamawana asi akashaya.

Taimbodzinzwa nhau dzemasatanists idzi but ndaive ndisina kumbobvira ndakafungira kuti maiguru vangu vangave umwe wavo.

2

Kana paine zvaunofungira mumwe munhu mundangariro mako, unenge uchitoona senge ndicho chokwadi kuti ndizvo zvaari kana kuti zvaakaita.

Pandakabirwa kumba kwangu, ndakataurira mapurisa ukuthi ndaifungira Toro uye aimbotishandira.

3

Kufungira kupindwa nepfungwa yo-

Zvakafanana

-fungidzira

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fungirana

Kana vanhu vachifungirana, mumwe nomumwe wavo anenge achifunga kuti mumwe ndiye akaita zvakashata, asi vasingabudirani pachena.

Verenga

Swipe for the next word