Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachifungirana, mumwe nomumwe wavo anenge achifunga kuti mumwe ndiye akaita zvakashata, asi vasingabudirani pachena.
1

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fungiro
Fungiro iganda rinovhara ziso, rinomera tsiye uye rinofamba-famba kana uchibwaira.
VerengaSwipe for the next word