Kwaunobva/Duramazwi/F/fungu
Duramazwi · zita
Sundesunde.
Mbeza inyoka yerudzi rwenyamafungu ine dumbu dema nevara jena muhuro.
Mafungu kusagadzikana kwemvura kunoitika pano-perera masandairira.
Duramazwi
fungwa
funha
funhira
Kukwidibira.
Swipe for the next word