Duramazwi
funha
-pfunha
Duramazwi
Kupfunha kunaya kwemvura inenge iri nhete, inouya iri shoma.
Kana kunze kuchipfunha-pfunha mvura inenge ichinaya iri shomashoma, ichiita zvokungosasa zvisingatotesi muviri.
Bvunhapfunha imvura nhete inonaya kwenguva refu.
-pfunha
Duramazwi
01 / 03funhira
Kukwidibira.
VerengaSwipe for the next word