Duramazwi01 / 03funuKuti funu kumenyeka kunoita ganda, sereranjisi kana kuti rembambaira yakabikwa.Verenga→
Duramazwi02 / 03funukaKana ganda richifunuka rinenge rakaoma, richikwatanuka richibva pamuviri.Verenga→