KwaunobvaDuramazwiFfunuka

Zvinoreva

Kana ganda richifunuka rinenge rakaoma, richikwatanuka richibva pamuviri.

1

Kana ganda richifunuka rinenge rakaoma, richikwatanuka richibva pamuviri.

Muninu muti une hunde yakacheneruka, yakatsetseka, inofunuka uye une mashizha madiki.

Kana jira rakasungirirwa muchiuno rikatupfunuka rinenge rabva parakasungwa.

Kana ganda richifunuka rinenge rakaoma, richikwatanuka richibva pamuviri.

2

Kana munhu achinzi afunuka pfungwa zvinoreva kuti ava munhu mukuru abva maitire epwere.

Zvakafanana

fufunuka

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funura

Kubvisa ganda kana makanda.

Verenga

Swipe for the next word