KwaunobvaDuramazwiFfunurwa

Duramazwi · zita

funurwa

vhunurwa
1

Museve wakatupfunurwa uchibva wandonyatsoti do paziso remhuka.

Mugaiwa upfu hwechibage chakakuyiwa chisina kusvuurwa makanda kana kuti mafunurwa.

Masahwa tumakwande tunowanikwa paganda rehove yakaita segwaya tunofunurwa kana yobikwa.

Zvine chekuita

vhunurwa

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funya

Kuti funya kuunyanisa kumeso uchitaridza kushatirwa kana kushamiswa.

Verenga

Swipe for the next word