KwaunobvaDuramazwiFfunye

Duramazwi · zita

funye

mukuwekuwekuveguwe

Zvinoreva

Funye ishiri ine zhumu, inodya tupuka nemiche-ro, inorira zvakafanana namadani-rwo anoitwa zita rayo.

1

Kuita madandapfunye kuramba munhu ongotaura nyaya imwe chete kwenguva refu.

Mudanhapfunye muti mutete une gwati rinotsvedza namashizha akasvibira chaizvo, unoita maruva muna Ndira.

Zvakafanana

mukuwe · kuwe · kuve · guwe

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funyungu

Kuti funyungu kupindurudza chinhu chakaita sechipfeko nokukasira, uchiita kuti mukati macho muende kunze.

Verenga

Swipe for the next word