KwaunobvaDuramazwiFfunyana

Duramazwi

funyana

-fifinyara

Zvinoreva

Kufunyana kupeteka kunoita jira kana hanzu. Ko, unopfeka hembe yakafunyana kudaro, asi aini haunasu?

1

Kufunyana kuoma kunoita ganda, sezvinoita munhu achembera.

2

Zvakafanana

-fifinyara

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funye

Funye ishiri ine zhumu, inodya tupuka nemiche-ro, inorira zvakafanana namadani-rwo anoitwa zita rayo.

Verenga

Swipe for the next word