KwaunobvaDuramazwiFfunyungura

Duramazwi

funyungura

Zvinoreva

Kufunyungura chinhu kuchipindurudza mukati muchiuya kunze. Mukomana uyu akamborohwa zvibhakera zvikamufunyungura muromo.

1

2

Kufenya.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

funyunyu

Kana munhu akati funyunyu anenge akarara zvinoratidza kuti haana kana chokuita paupenyu.

Verenga

Swipe for the next word