KwaunobvaDuramazwiBbhebheuka

Duramazwi

bhebheuka

Zvinoreva

Kubhebheuka kuvhurika nekukurumidza sezvingaite samburera yapindwa nemhepo.

1

Kubhebheuka kuvhurika nekukurumidza sezvingaite samburera yapindwa nemhepo.

Kubhebheuka kuvhurika nekukurumidza sezvingaite samburera yapindwa nemhepo.

Amburera kamudziyo kanobhebheuka kuita katenga kanoshandiswa kudzivirira mvura kana zuva munhu achifamba.

2

Kungwarisa.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhebhudza

Kubhebhudza kubatsira munhu kubereka mwana kumusana.

Verenga

Swipe for the next word