KwaunobvaDuramazwiBbhebhenu

Zvinoreva

Kana pfungwa dzichiti bhebhenu munhu anenge ava kufunga nokuona zvakanaka mushure mokumbovhiringika.

1

Kuti bhebhenu kuvhura chinhu chakavharwa.

2

Zvakafanana

bhedhenu

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhebhenuka

Kana chinhu chabhebhenuka chinenge chavhurika mukati manga makavharika mava kuoneka.

Verenga

Swipe for the next word