Kwaunobva/Duramazwi/B/bhebhudza
Duramazwi
Kubhebhudza kubatsira munhu kubereka mwana kumusana.
bhechu
Bhechu ibesu rinenge riri sure kwebhachi.
bhedhenu
Kuti bhedhenu kuvhurika kwechinhu changa chakavharwa.
bhedhenuka
Kubhedhenuka kuvhurika kwechinhu changa chakapeteka.
Swipe for the next word