Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichinzi zvaitwa zvokuti bhe zvinenge zvanyatsoitwa nemazvo.
1
Kana zvinhu zvichinzi zvaitwa zvokuti bhe zvinenge zvanyatsoitwa nemazvo.
Zvandakabudirira muzvidzidzo zvangu zveFomu yechitatu ndakatengerwa rino dhirezi rinondigara zvekuti bhe.
Kutaura kwaanoita kunondibhowa zve-kuti bhe.
Kana zvinhu zvichinzi zvaitwa zvokuti bhe zvinenge zvanyatsoitwa nemazvo.
2
Kana munhu achinzi akanaka zvokuti bhe, runako rwake runenge ruchinyatsoonekwa nokuyemurwa nomunhu wese.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhebha
Kubvira.
VerengaSwipe for the next word