Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dhu kubuda kubva paunenge uri nechimbichimbi.
Kuti dhu kutinhira kune simba guru.
Kana munhu arohwa zve-kuti dhu anenge arohwa zvakasimba.
(nhanha) Kuti dhu kuudza mwana mudiki kuti chaari kuda hapasisina, chapera.
Kuti dhu kubuda kubva paunenge uri nechimbichimbi.
Mbavha yakati dhu mumba ndokutiza.
Mvura yakati dhu dhu dhu ichibuda mudende.
Chingwa dhu mwanangu. Tozotenga mangwana.
Kuti dhu kutinhira kune simba guru.
Pfuti yakati dhu tose tikadedera.
Chingwa dhu mwanangu. Tozotenga mangwana.
Mbavha yakati dhu mumba ndokutiza.
Kana munhu arohwa zve-kuti dhu anenge arohwa zvakasimba.
Chingwa dhu mwanangu. Tozotenga mangwana.
Mbavha yakati dhu mumba ndokutiza.
Pfuti yakati dhu tose tikadedera.
(nhanha) Kuti dhu kuudza mwana mudiki kuti chaari kuda hapasisina, chapera.
Chingwa dhu mwanangu. Tozotenga mangwana.
Mbavha yakati dhu mumba ndokutiza.
Pfuti yakati dhu tose tikadedera.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhu dhu dhu
Kuti dhu dhu dhu ruzha runogona kuitwa nemvura ichibuda nepakamanikidzana, mudziyo wacho uchimbofema.
VerengaSwipe for the next word