KwaunobvaDuramazwiKkwatu

Duramazwi

kwatu

Zvinoreva

Kuti kwatu kurova zvakanyanya neshamhu kana mbama.

Kuti kwatu kubvisa ganda kana chimwe chinhu chepamusoro chinenge chakavhara zviri mukati kana pasi.

1

Gwatukwatu inzvimbo inenge yakatemwa miti nemakwenzi. zvikapiswa kuti igorimwa mbesa.

2

Kuti kwatu kubvisa ganda kana chimwe chinhu chepamusoro chinenge chakavhara zviri mukati kana pasi.

Kuti kwatu kubvisa ganda kana chimwe chinhu chepamusoro chinenge chakavhara zviri mukati kana pasi.

Kuti kwatu kurova zvakanyanya neshamhu kana mbama.

Gwatukwatu idzvete tsvete rebundo rinomera pasi pomuti, kana mumunda uchangodyarwa mbesa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwatuka

Kukwatuka kubva kunoita ganda kana gwande rakaoma parange rakanamira.

Verenga

Swipe for the next word