KwaunobvaDuramazwiKkwau

Duramazwi

kwau

Zvinoreva

Kuti kwau kubvisa kana kusvuura gavi kubva pamuti waro.

Kuti kwau kuoma kwakanyanya kunoitika kana mvura yapera kupwa murwizi, kana mupoto iri pamoto. Dhamu iri ndiro rava kuomesa rwizi rwedu nekuti, kubvira zvarakavakwa, rwizi irworwu harwuchambonyatsooneki parwo.

1

Kuti kwau kucheka kapande kadukuduku kubva panyama yemunhyepfu.

2

3

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwaura

Kukwaura kucheka chipande chiduku kubva pane chikuru chacho uchikasira chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word