Duramazwi
-bura-ponora-watsamura -mbamadza-kebetsa
Zvinoreva
Kukwatura kubvisa makwande padanda kana pane chimwewo chinhu,
1
Kukwatura kubvisa makwande padanda kana pane chimwewo chinhu,
Rupandi chidimbu chinenge chakwaturwa kubva pamwe panhu. Kwatura rupandi kubva padanda tinoda kuvesa moto.
Tadiwa akasekera kure hake nekuti aiziva kuti Tanaka aimukwatura sanike nehasha dzaaive nadzo apaka.
2
Kukwatura kurova munhu kumeso kana musoro nembama.
Nhai baba, kana tichida kugadzira mukoko tinokwatura muti rudzii?
Zvakafanana
-bura · -ponora · -watsamura -mbamadza · -kebetsa
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwau
Kuti kwau kubvisa kana kusvuura gavi kubva pamuti waro.
VerengaSwipe for the next word