KwaunobvaDuramazwiKkwatuka

Duramazwi

kwatuka

Zvinoreva

Kukwatuka kubva kunoita ganda kana gwande rakaoma parange rakanamira.

1

Kukwatuka kubva kunoita ganda kana gwande rakaoma parange rakanamira.

Tadiwa akazosvika akwatuka kwatuka face yose iyi zvekuti madoctors vaishaya pekutangira.

Kana madziro emba achichechenye-ka anenge achikwatuka-kwatuka pendi kana kudonha ivhu rayakadziuriswa naro.

Izvozvi maronda iwaya anopora rini?" Vakabvunza mufundisi vachinzwa kunge nyama yavo yaitokwatuka kubva pabhonzo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwatura

Kukwatura kubvisa makwande padanda kana pane chimwewo chinhu,

Verenga

Swipe for the next word