Kwaunobva/Duramazwi/K/kwatsamu
Duramazwi
Kuti kwatsamu kurova munhu nembama.
kwatsu · pa
kwatsura
Kukwatsura kubvisa chinhu chakanamira nechimbichimbi.
kwatu
Kuti kwatu kurova zvakanyanya neshamhu kana mbama.
kwatuka
Kukwatuka kubva kunoita ganda kana gwande rakaoma parange rakanamira.
Swipe for the next word