KwaunobvaDuramazwiKkwatidzira

Duramazwi

kwatidzira

Zvinoreva

Kana uchikwatidzira mombe iri kurima unenge uchiita kuti isabude mumuforo.

1

Kana uchikwatidzira mombe iri kurima unenge uchiita kuti isabude mumuforo.

Kana munhu achikwatidzira anenge achingozvipinza muchikwata chaasina kukokwa.

2

Kana munhu achikwatidzira anenge achingozvipinza muchikwata chaasina kukokwa.

Vaiva vasarudzwa kupinda murori vakanga vaverengwa, asi uyu akangokwatidzira akauyawo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwatikira

Kukwatikira kuteverana nevanhu vane zvirongwa zvavo usina kudaidzwa.

Verenga

Swipe for the next word