KwaunobvaDuramazwiKkotosa

Duramazwi

kotosa

Zvinoreva

Kukotosa kuenda kundozvipfekera pana vanhu vari kuzviitira zvinhu zvavo, ivo vasina kukukoka.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kotsa

Kukotsa kuisa chinhu apo chisingagoni kuonekwa nevamwe.

Verenga

Swipe for the next word