Duramazwi
kotonoka
-kotoka
Duramazwi
Kana vanhu vakotonoka kumusangano vanenge vauya vakawanda chaizvo.
Kana vanhu vakotonoka kumusangano vanenge vauya vakawanda chaizvo.
Kana vanhu vachinge vaona chiutsi ichi vaikotonoka vakananga kwachiri vonozvizwira pachavo.
Kana vanhu vakotonoka kumusangano vanenge vauya vakawanda chaizvo.
Kukotonoka kukumuka kubva pabasa.
-kotoka
Duramazwi
01 / 03kotosa
Kukotosa kuenda kundozvipfekera pana vanhu vari kuzviitira zvinhu zvavo, ivo vasina kukukoka.
VerengaSwipe for the next word