KwaunobvaDuramazwiKkumuka

Duramazwi

kumuka

-chaisa-chairisa

Zvinoreva

Kusununguka kana kukotoka.

1

Kusununguka kana kukotoka.

Tanaka aingo dzungudza musoro havo kuti dai Mai vake vaiziva chaita Tadiwa akasire kumuka vairwadziwa.

Vakati------------kumuka ndiye----------mudonzvo wavo.

VaChekero: Handina kumuka zvakanaka.

2

Kana mbambo kana bhaudhi rakumuka rinenge rasununguka. Chikochikari chinonzi chakabheuka nokuti chakanga chakumuka mabhaudhi epadhezibhomu.

3

Kana mombe dzakumuka pajoki dzinenge dzazvisunungura.

4

Kana vanhu vakumuka vanege vapedza basa, vava kuenda kudzimba.

Zvakafanana

-chaisa · -chairisa

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word