Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kumu kubvisa chipfeko pamuviri nokukasira.
1
Kuti kumu kubvisa chipfeko pamuviri nokukasira.
Sekuru vakasvikondidhonora netsvimbo yavo pavakandiwana ndichidziya moto vamwe vari kumu...
Kuti kumu kukurumidza kusununguka kana kubva kungaita simbi kana bhaudhi paranga rakabata.
Kuti kumu kubvisa chipfeko pamuviri nokukasira.
2
Kuti kumu kukurumidza kusununguka kana kubva kungaita simbi kana bhaudhi paranga rakabata.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kumucha
Kana mufundisi wesvondo achikumucha zvakanyorwa muBhaibheri anenge achitsanangurira vanhu kuti vanyatsonzwisisa zvinofanira kuitwa.
VerengaSwipe for the next word