Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chikati rendengu chinenge chakwatsuka kuratidza kuti changa chisina kubatira zvakasimba.
1

Gumbo retafura rakanga risina kugadzirwa zvakanaka, rakabva rati rendengu.
Kana chinhu chikati rendengu chinenge chakwatsuka kuratidza kuti changa chisina kubatira zvakasimba.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rendi
rent
VerengaSwipe for the next word