Duramazwi
Zvinoreva
Kurenda kufana kushandisa imba kana mudziyo wemunhu, iwe uchimubhadhara mari.
1
Kurenda kufana kushandisa imba kana mudziyo wemunhu, iwe uchimubhadhara mari.
Mudhorobha, kana usina imba unogona kurenda dzevamwe.
2
Kana munhu achinzi akarenda muviri anenge achigara akangoota-ota, achiratidza kusava nesimba.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rende
Nhiriri.
VerengaSwipe for the next word