KwaunobvaDuramazwiRremudza

Duramazwi

remudza

-remedza

Zvinoreva

Kuremudza munhu kubvisa zvaakatakura kuti arerukirwe.

1

Kuremudza kunyaradza munhu ane zvinomutambudza mupfungwa kuti asanyanya kufunga nezvazvo.

2

Zvakasiyana

-remedza

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word