Duramazwi
remekedza
-remeredza
Duramazwi
Kuremekedza munhu kumufarira uchimukudza.
Kuremekedza munhu kumufarira uchimukudza.
Zuva randatanga kuuya vaitoita kunge vasiri kundiona ndokutozotanga kundiremekedza after vaona kuti ndaitamba nevanhu vemhando yepamusoro.
Gudo guru peta muswe, vapwere vagokuremekedza.
Unotarisirwa kuremekedza kana kukudza vamwe vanhu kuti ukwanise kuremekedzwawo.
-remeredza
Duramazwi
01 / 03remudza
Kuremudza munhu kubvisa zvaakatakura kuti arerukirwe.
VerengaSwipe for the next word