KwaunobvaDuramazwiRrembura

Duramazwi

rembura

Zvinoreva

Kana munhu achirembura mumwe anenge achimukakatira pasi zvinozomuita kuti atadze kunyatsa kumira zvakanaka.

1

Kamwana kairembura amai vako kachivadhonza kuti vaende kumba.

Kana munhu achirembura mumwe anenge achimukakatira pasi zvinozomuita kuti atadze kunyatsa kumira zvakanaka.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rembwe

Rembwe zvimvura zvichena, zvinenge madzihwa, zvinowanikwa mundove yemombe.

Verenga

Swipe for the next word