Duramazwi
rembuka
-rerembuka-rera-tapuka
Duramazwi
Kurembuka kutatamuka nekunamira kunowanzoitwa nezvinhu zvakaita sederere.
Kurembuka kutatamuka nekunamira kunowanzoitwa nezvinhu zvakaita sederere.
Kurembuka-rembuka kutatamuka kakawanda kwechinhu chakanamira pamwe panhu.
Kana munhu akanana anenge akangoti rukutu, achiita zvinhu zvekungorembuka-rembuka, zvisina kuchangamuka.
Kana zvinhu zvichirerembuka zvinenge zvichirera nokunamira, sezvakaita derere.
-rerembuka · -rera · -tapuka
Duramazwi
01 / 03rembura
Kana munhu achirembura mumwe anenge achimukakatira pasi zvinozomuita kuti atadze kunyatsa kumira zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word