Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichitabvuka chinenge chichiti kana ukachisimudza chinorembuka. Vanhu vazhinji vanosema derere nokuti rinotabvuka pakudya.
1
Kana chinhu chichitabvuka chinenge chichiti kana ukachisimudza chinorembuka. Vanhu vazhinji vanosema derere nokuti rinotabvuka pakudya.
Urwu rudzi rwomuti unomera musango une mashizha makuru chaizvo uye unobuda muto unotabvuka.
Madzihwa zvimvura zvakakorera, zvinotabvuka uye zvinocheneruka kana zvaoma, zvinobuda mumhuno.
Mbambara muchero wakatenderera unobuda mukaka unotabvuka kana uri mumbishi uye unosviba kana waibva.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tabvura
Kutabvura kukakata tambo kana chimwe chinhu kuti chitwasuke.
VerengaSwipe for the next word