Kwaunobva/Duramazwi/T/tachamara
Duramazwi
Kutachamara kumira pakadaro apo komunhu asina kupfeka.
tactical
tadagu
Kuti tadagu kurova zvakasimba nembama kana neseri koruoko.
tadaira
Kana munhu achitadaira anenge achifamba akaisa dumbu mberi.
Swipe for the next word