KwaunobvaDuramazwiTtadha

Duramazwi

tadha

Zvinoreva

Tadha izwi rinoshandiswa nemwana mudiki asati ava kunyatsogona kuti "sadza".

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tadu

Kuti tadu kucheka zvisina kudzika, sezvinoitwa nyora.

Verenga

Swipe for the next word