Duramazwi · chiito
tadzira
offend
Duramazwi · chiito
offend
Kutadzira munhu kumuitira zvinhu zvisina kufanira.
Kutadzira munhu kumuitira zvinhu zvisina kufanira.
Vaiedza kuzvibvunza chihombe chavaive vakatadzira Mai Sipho but vakachishaya.
Akazvibvunza kuti aive ambonyanya kuvatadzira chii chaizvo Theresa namai vake zvaikonzera kuti vaimuitira hutsinye hwakadaro?.
Kukumbira kunogona kuva kukumbira ruregerero kana uchinge watadzira munhu.
Kutadzira Mwari kuita zvinhu zvisiri pamutemo womubhaibheri.
Duramazwi
01 / 03tadzu
Kuti tadzu kudzura munhenga.
VerengaSwipe for the next word