Kwaunobva/Duramazwi/K/kuhunisa
Duramazwi
Kukuhunisa munhu kumuita kuti asave nemufaro.
-gumbura
kuhunwa
Kugumburwa.
kuhwanda
hibernation
kuhwidza
Kukuhwidza moto kuubatidza kuti ubvire.
Swipe for the next word