KwaunobvaDuramazwiKkuhumuka

Duramazwi

kuhumuka

-sasamuka

Zvinoreva

Kana muchero ukakuhumuka unenge wadonha wakawanda kubva mumuti mushure mekunge wagumhwa kana kuzunzwa nemhepo.

1

Kana muchero ukakuhumuka unenge wadonha wakawanda kubva mumuti mushure mekunge wagumhwa kana kuzunzwa nemhepo.

Dzotso muti wakaita muduku, unenge watemwa ukaoma, uine mashizha anenge achikuhumuka.

Kana muchero ukakuhumuka unenge wadonha wakawanda kubva mumuti mushure mekunge wagumhwa kana kuzunzwa nemhepo.

2

Kushashamuka.

Zvakafanana

-sasamuka

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kuhumura

Kana munhu achikuhumura muchero mumuti anenge achiudonhedza wakawanda chaizvo asingatarisi kuti wakaibva here kana kuti hauna.

Verenga

Swipe for the next word